Zvakadiniko nezve kururama kwaMwari?
Zvakadiniko nezve kururama kwaMwari? “Takaruramiswa,” kuunzwa muukama 'hwakaringana naMwari kuburikidza nokutenda muna Jesu Kristu - "Naizvozvo, zvatakaruramiswa nokutenda, isu tine rugare kuna Mwari kubudikidza naIshe wedu Jesu [...]