Uri kuvimba nekururama kwako here kana kururama kwaMwari?
Uri kuvimba nekururama kwako here kana kururama kwaMwari? Munyori waVaHebheru anoenderera mberi achimanikidza vatendi vechiHebheru kuenda 'kuzororo' kwavo kwemweya - “Nekuti uyo wakapinda muzororo rake naiyewo amira [...]