Dzidziso yeBhaibheri

Unotsvaga aniko?

Unotsvaga aniko? Maria Magadalena akaenda kuguva uko kwakaiswa Jesu mushure mekurovererwa kwake. Aziva kuti muviri wake haapo, akamhanya akandoudza vamwe vadzidzi. Mushure mekunge vauya [...]